Johane 3:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Munhu anohugamuchira, anopupura kuti Mwari ndowechokwadi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Uyo wakagamucira kupupura kwake, wakasimbisa kuti Mŋari ndowaɀokwaɗi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Uyo akagamuchira kupupura kwake, akasimbisa kuti Mwari ndowechokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Munhu anogamuchira uchapupu hwake ihwohwo anotsinhira kuti, Mwari ari pachokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Munhu anogamuchira uchapupu hwake ihwohwo anotsinhira kuti, Mwari ari pachokwadi. Viz kapitola |