Online Bible

- Reklamy -




Johane 3:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Mwenga ndowechikomba. Shamwari inoshandira chikomba inomira ichimunzwa uye inozara nomufaro painonzwa inzwi rechikomba. Mufaro uyo ndowangu, uye iye zvino wakwana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Unomŋeŋga ndico cikomba; asi shamŋari yecikomba inomira icimunzwa, inofara ɀikuru nenzwi recikomba. Naiɀoɀo kufara kwaŋgu uku kwazadzika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Ano mwenga ndiye muwani; asi shamwari yemuwani inomira ichimunzwa, inofara zvikuru nezwi romuwani. Naizvozvo kufara kwangu uku kwazadzika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 “Mwenga achichata ndewemuwani. Shamwari yomuwani inomira ichiteerera achitaura; inofara zvikuru kunzwa izwi romuwani. Saizvozvo rufaro rwanguwo rwazara kuti tuba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 “Mwenga achichata ndewemuwani. Shamwari yomuwani inomira ichiteerera achitaura; inofara zvikuru kunzwa izwi romuwani. Saizvozvo rufaro rwanguwo rwazara kuti tuba.

Viz kapitola kopírovat




Johane 3:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy