Online Bible

- Reklamy -




Johane 3:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Vakauya kuna Johani vakati kwaari, “Rabhi, uya murume wamakanga muinaye mhiri kwaJorodhani, iye wamakapupura nezvake, onai, ari kubhabhatidza, uye vanhu vose vari kuenda kwaari.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ʋakaʋuya kunaJohane, ʋakati kwaari: Rabi, uya waiʋa nemi mhiri kwaJoridani, wamaimbopupurira, tarirai, iye unobapatidza, ʋuye ʋose ʋanoʋuya kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Vakauya kuna Johani, vakati kwaari, “Rabhi, uya aiva nemi mhiri kwaJorodhani, wamaimbopupurira, tarirai, iye anobhabhatidza, uye vose vanouya kwaari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Vakauya kuna Johani vakati, “Rabhi munhu uya wamaiva naye kumhiri kwaJorodhani wamakapupurira uya hoyo wavakuombeka, vanhu vose vavakuenda kwaari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Vakauya kuna Johani vakati, “Rabhi munhu uya wamaiva naye kumhiri kwaJorodhani wamakapupurira uya hoyo wavakuombeka, vanhu vose vavakuenda kwaari.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 3:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy