Johane 3:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Nharo dzakamuka pakati pavamwe vadzidzi vaJohani nomumwe muJudha pamusoro penyaya dzokuzvinatsa nokushamba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino nharo dzikamuka pamsoro pokuɀinatsa pakati paʋadzidzi ʋaJohane nomumŋe muJuda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino nharo dzikamuka pamusoro pokuzvinatsa pakati pavadzidzi vaJohani nomumwe muJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Pakamuka nharo pakati pavadzidzi vaJohani nomumwe muJudha pamusoro pezvokuchenurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Pakamuka nharo pakati pavadzidzi vaJohani nomumwe muJudha pamusoro pezvokuchenurwa. Viz kapitola |