Johane 3:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Zvino Johaniwo aibhabhatidza paAenoni pedyo neSarimu nokuti pakanga pane mvura zhinji, uye vanhu vakanga vachiramba vachiuya kuti vazobhabhatidzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 NaJohane wakaŋga acibapatidza ʋo paAinoni, pedyo neSarimi, nokuti kwaiʋa nemvura zhinji ipapo; ʋakaʋuya, ʋakabapatidzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 NaJohani akanga achibhabhatidzawo paAinoni, pedyo neSarimi, nokuti kwaiva nemvura zhinji ipapo; vakauya, vakabhabhatidzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Johani aiombekawo ari kuAinoni pedyo neSarimu nokuti ikoko kwaiva nemvura zhinji. Vanhu vaiuya vachiombekwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Johani aiombekawo ari kuAinoni pedyo neSarimu nokuti ikoko kwaiva nemvura zhinji. Vanhu vaiuya vachiombekwa. Viz kapitola |