Online Bible

- Reklamy -




Johane 3:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Ani naani anotenda kwaari haatongwi, asi ani naani asingatendi atotongwa nokuti haana kutenda muzita roMwanakomana mumwe oga waMwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Unotenda kwaari, haatoŋgwi; asi usiŋgatendi kwaari, watotoŋgwa, nokuti haana‐kutenda kuzita roMŋanakomana waMŋari wakaɓerekwa mumŋe woga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Anotenda kwaari, haatongwi; asi asingatendi kwaari, atotongwa, nokuti haana kutenda kuzita roMwanakomana waMwari akaberekwa mumwe woga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Anotenda maari haapihwi mhosva asi asingatendi maari atova nemhosva nokuti haana kutenda muzita roMwanakomana mumwechete oga waMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Anotenda maari haapihwi mhosva asi asingatendi maari atova nemhosva nokuti haana kutenda muzita roMwanakomana mumwechete oga waMwari.

Viz kapitola kopírovat




Johane 3:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy