Online Bible

- Reklamy -




Johane 3:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Hakuna munhu akamboenda kudenga kunze kwaiye akabva kudenga, iye Mwanakomana woMunhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Hakunomunhu wakakwira kuɗeŋga, asi iye wakaɓuruka kuɗeŋga, iye Mŋanakomana womunhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 “Hakuna munhu akakwira kudenga, asi iye akaburuka kudenga, iye Mwanakomana womunhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Hapana akambokwira kudenga kusiya iye akaburuka achibva kudenga, mwanakomana womunhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Hapana akambokwira kudenga kusiya iye akaburuka achibva kudenga, mwanakomana womunhu.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 3:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy