Johane 21:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Akadanidzira kwavari akati, “Vana mune hove here?” Vakapindura vakati, “Kwete.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Jesu akati kwaʋari: Ʋana, muneciseʋo here? Ʋakamupindura, ʋaciti: Kwete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Jesu akati kwavari, “Vana, mune hove here?” Vakamupindura, vachiti, “Kwete.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Jesu akati kwavari, “Nhai varume, pane chamabata chokusevesa here?” Vakamupindura vachiti, “Kwete.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Jesu akati kwavari, “Nhai varume, pane chamabata chokusevesa here?” Vakamupindura vachiti, “Kwete.” Viz kapitola |