Online Bible

- Reklamy -




Johane 21:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Mangwanani-ngwanani, Jesu akamira pamahombekombe, asi vadzidzi havana kuziva kuti akanga ari Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino kwakati kwoedza, Jesu akamira pamhenderekedzo, asi ʋadzidzi ʋakaŋga ʋasiŋgaziʋi kuti ndiJesu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino kwakati kwaedza, Jesu akamira pamhenderekedzo, asi vadzidzi vakanga vasingazivi kuti ndiJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mambakwedza Jesu akamira pamahombekombe asi vadzidzi havana kuziva kuti ndiJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Mambakwedza Jesu akamira pamahombekombe asi vadzidzi havana kuziva kuti ndiJesu.

Viz kapitola kopírovat




Johane 21:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy