Online Bible

- Reklamy -




Johane 21:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Ndinokuudza chokwadi kuti, zvawakanga uchiri muduku waizvipfekedza uye uchienda kwaunoda; asi kana wakura, uchatambanudza maoko ako, uye mumwe zvake achakufukidza agokutungamirira kwausingadi kuenda.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwauri: Uciri jaya, waiɀisuŋga ciʋuno, ucifamba kwawaiɗa; asi kana wakwegura, ucatambanudza maʋoko ako, mumŋe ucakusuŋga ciʋuno, acikuisa kwausiŋgaɗi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwauri, uchiri jaya, waizvisunga chiuno, uchifamba kwawaida; asi kana wakwegura, uchatambanudza maoko ako, mumwe achakusunga chiuno, achikuisa kwausingadi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwauri, “Pawakanga uchiri mudiki waipfeka uchienda kwaunoda asi kana wachembera uchatambanudza maoko ako mumwe achikusunga achienda newe kwausingadi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwauri, “Pawakanga uchiri mudiki waipfeka uchienda kwaunoda asi kana wachembera uchatambanudza maoko ako mumwe achikusunga achienda newe kwausingadi.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 21:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy