Johane 21:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Shure kwaizvozvo Jesu akazviratidzazve kuvadzidzi vake, paGungwa reTibheriasi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Shure kwaiɀoɀo Jesu wakaɀiratidza ɀe kuʋadzidzi ʋake paguŋgwa reTiberiasi; akaɀiratidza kuɗai: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Shure kwaizvozvo Jesu akazviratidzazve kuvadzidzi vake pagungwa reTibheriasi; akazviratidza kudai: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Shure kwaizvozvi Jesu akazviratidzazve kuvadzidzi vake kuGungwa reTibheriasi. Akazviratidza sezvizvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Shure kwaizvozvi Jesu akazviratidzazve kuvadzidzi vake kuGungwa reTibheriasi. Akazviratidza sezvizvi. Viz kapitola |