Johane 20:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 pamwe chete nomucheka wokuvigwa nawo wakanga uri mumusoro waJesu. Mucheka uyu wakanga wakapetwa uri woga, wakaparadzaniswa nomumwe mucheka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 nomuceka muɗuku, wakaŋga uri mumusoro wake, usati uri kunemimŋe miceka, asi wakapetwa uri pamŋe woga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 nomucheka muduku, wakanga uri mumusoro wake, usati uri kune mimwe micheka, asi wakapetwa uri pamwe woga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Nejira duku raiva kumusoro wake rakanga risiri pano mamwe machira asi rakanga rakapetwa riri paro roga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Nejira duku raiva kumusoro wake rakanga risiri pano mamwe machira asi rakanga rakapetwa riri paro roga. Viz kapitola |