Johane 20:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Zvino Tomasi (ainzi Dhidhimo), mumwe wavane gumi navaviri, akanga asiri pamwe chete navamwe vadzidzi, Jesu paakauya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino Tomasi, wainzi Didimo, mumŋe waʋanegumi naʋaʋiri, wakaŋga asi’po paʋari, pakuʋuya kwaJesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvino Tomasi, ainzi Dhidhimo, mumwe wavane gumi navaviri, akanga asipo, pakuuya kwaJesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Tomasi mumwe wavanegumi navaviri ainzi Mapatya, akanga asinavo pakauya Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Tomasi mumwe wavanegumi navaviri ainzi Mapatya, akanga asinavo pakauya Jesu. Viz kapitola |