Johane 20:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Uye adaro akavafemera akati, “Gamuchirai Mweya Mutsvene. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino wakati areʋa iɀoɀo, akafemera kwaʋari, akati kwaʋari: Gamucirai Mŋeya Mutȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvino akati areva izvozvo, akafemera kwavari, akati kwavari, “Gamuchirai Mweya Mutsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Paakapedza kutaura izvi, akafemera pavari akati kwavari, “Gamuchirai Mweya Mutsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Paakapedza kutaura izvi, akafemera pavari akati kwavari, “Gamuchirai Mweya Mutsvene. Viz kapitola |