Johane 2:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Vadzidzi vake vakarangarira kuti kwakanyorwa kuchinzi, “Kushingairira imba yenyu kuchandipedza.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋadzidzi ʋake ʋakaraŋgarira kuti kwakanyorwa, kucinzi: Kushiŋgairira imba yenyu kucandipedza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Vadzidzi vake vakarangarira kuti kwakanyorwa, kuchinzi, “Kushingairira imba yenyu kuchandipedza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vadzidzi vake vakayeuka kuti zvakanyorwa kunzi, “Kudisisa kwandinoita imba yenyu kuchandipedza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Vadzidzi vake vakayeuka kuti zvakanyorwa kunzi, “Kudisisa kwandinoita imba yenyu kuchandipedza.” Viz kapitola |