Johane 2:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Shure kwaizvozvo akaburuka akaenda kuKapenaume namai vake, navanunʼuna vake uye navadzidzi vake. Vakagara ikoko kwamazuva mashoma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Shure kwaiɀoɀo wakaɓurukira Kapernaume, iye namai ʋake naʋanuŋuna, naʋadzidzi ʋake; akagara’po mazuʋa mashomanene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Shure kwaizvozvo akaburukira Kapenaume, iye namai vake navanun'una, navadzidzi vake; akagarapo mazuva mashomanane. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mushure maizvozvi akadzika kuKapenaumu naamai vake navakomanavanun'una vake navadzidzi vake vakagarako kwamazuva mashoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mushure maizvozvi akadzika kuKapenaumu naamai vake navakomanavanun'una vake navadzidzi vake vakagarako kwamazuva mashoma. Viz kapitola |