Johane 2:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Jesu akaita chiratidzo ichi chokutanga paKana yomuGarirea. Nokudaro akaratidza kubwinya kwake, uye vadzidzi vake vakatenda kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ici ciratidzo cake cokutaŋga Jesu wakaita paKana yeGarirea, akaratidza kubginya kwake; ʋadzidzi ʋake ʋakatenda kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ichi chiratidzo chake chokutanga Jesu akaita paKana yeGariria, akaratidza kubwinya kwake; vadzidzi vake vakatenda kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ichi ndicho chiratidzo chaJesu chokutanga chaakaita kuratidza mbiri yake. Achiita ari kuKana yokuGarirea. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ichi ndicho chiratidzo chaJesu chokutanga chaakaita kuratidza mbiri yake. Achiita ari kuKana yokuGarirea. Viz kapitola |