Johane 19:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 VaJudha vakasimbirira vachiti, “Isu tino murayiro, nomurayiro iwoyo, anofanira kufa, nokuti anozviti Mwanakomana waMwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 ƲaJuda ʋakamupindura, ʋakati: Isu tinomurairo, ɀino nomurairo weɗu unofanira kufa, nokuti wakaɀiita Mŋanakomana waMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 VaJudha vakamupindura, vakati, “Isu tine murayiro, zvino nomurayiro wedu anofanira kufa, nokuti akazviita Mwanakomana waMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 VaJudha vakamupindura kuti, “Isu tine mutemo, maererano nomutemo iwoyo anofanira kuti afe nokuti akazviita Mwanakomana waMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 VaJudha vakamupindura kuti, “Isu tine mutemo, maererano nomutemo iwoyo anofanira kuti afe nokuti akazviita Mwanakomana waMwari.” Viz kapitola |