Johane 19:40 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Vakatora mutumbi waJesu, vakauputira vari vaviri nomucheka pamwe chete nezvinonhuhwira. Izvi zvaifambirana netsika dzokuviga dzavaJudha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ipapo ʋakatora mutumbu waJesu, ʋakauputira nemiceka pamŋe cete neɀinonhuwira, seɀinoita ʋaJuda pakuʋiga kwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Ipapo vakatora chitunha chaJesu, vakachiputira nemicheka pamwechete nezvinonhuwira, sezvinoita vaJudha pakuviga kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Vakatora chitunha chaJesu vakachiputira namachira erineni namafuta aya anonhuwirira vachitevedza tsika yechiJudha yokuviga vanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Vakatora chitunha chaJesu vakachiputira namachira erineni namafuta aya anonhuwirira vachitevedza tsika yechiJudha yokuviga vanhu. Viz kapitola |