Johane 19:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Pirato akabuda akatizve kuvaJudha, “Tarirai, ndava kumuisa kwamuri kuti muzive kuti ndashaya mhosva paari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo Pirato akaɓuɗa ɀe, akati kwaʋari: Tarirai, ndamuɓuɗisira kwamuri, muziʋe kuti handiwani mhoȿa kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ipapo Pirato akabudazve, akati kwavari, “Tarirai, ndamubudisa kwamuri, muzive kuti handiwani mhosva kwaari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pirato akabudazve akati kwavari, “Chinzwai, ndavakumuburitsa kwamuri kuti muzive kuti ini ndashaya mhosva yaanayo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pirato akabudazve akati kwavari, “Chinzwai, ndavakumuburitsa kwamuri kuti muzive kuti ini ndashaya mhosva yaanayo.” Viz kapitola |