Johane 19:39 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Akanga achiperekedzwa naNikodhimasi, murume uya akashanyira Jesu usiku. Nikodhimasi akauya nezvakavhenganiswa zvemura negavakava, zvinenge makirogiramu makumi matatu namana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 NaNikodimo ʋo, iye wakamboʋuya kwaari pakutaŋga ʋusiku, wakaʋuya anemura nearosi ɀakaveŋganiswa, mapaundi aneŋge zana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 NaNikodhimowo, iye akambouya kwaari pakutanga usiku, akauya ane mura nearosi zvakavhenganiswa, mapaundi anenge zana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Nikodhimasi uya akambouya kwaari nousiku akauyawo namafuta anonhuwira emura negavakava zvairema makirogiramu anenge makumi matatu ane mana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Nikodhimasi uya akambouya kwaari nousiku akauyawo namafuta anonhuwira emura negavakava zvairema makirogiramu anenge makumi matatu ane mana. Viz kapitola |