Johane 19:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Naizvozvo varwi vakauya vakavhuna makumbo omunhu wokutanga uyo akanga arovererwa pamwe chete naJesu, uye vakazovhuna omumwe wacho. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Naiɀoɀo ʋarwi ʋakaʋuya, ʋakavuna makumbo owokutaŋga, noomumŋe wakaŋga aroʋerwa pamucinjikwa pamŋe cete naye; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Naizvozvo varwi vakauya, vakavhuna makumbo owokutanga, noomumwe akanga aroverwa pamuchinjikwa pamwechete naye; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Saizvozvo masoja akaenda akatyora makumbo owokutanga neewechipiri weavo vakanga varovererwa pamwechete naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Saizvozvo masoja akaenda akatyora makumbo owokutanga neewechipiri weavo vakanga varovererwa pamwechete naye. Viz kapitola |