Johane 19:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Akati anwa Jesu akati, “Zvapera.” Nokudaro, akakotamisa musoro wake uye akabudisa mweya wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino Jesu wakati agamucira vinega, akati: Ɀapera! akakotamisa musoro wake, akapa Mŋari mŋeya wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Zvino Jesu akati agamuchira vhiniga, akati, “Zvapera!” Akakotamisa musoro wake, akapa Mwari mweya wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Jesu paakasveta waini iya inovava akati, “Zvapera.” Akakotamisa musoro ndokubva afa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Jesu paakasveta waini iya inovava akati, “Zvapera.” Akakotamisa musoro ndokubva afa. Viz kapitola |