Johane 19:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Akatakura muchinjikwa wake, akabuda akaenda kunzvimbo yeDehenya (zvichireva kuti Gorogota muchiHebheru). Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 akaɓuɗa, acitakura mucinjikwa wake, akaenda kunɀimbo yainzi, Ƌehenya, neciHeberu icinzi Gorgota, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 akabuda, achitakura muchinjikwa wake, akaenda kunzvimbo yainzi, “Dehenya,” nechiHebheru ichinzi, “Gorogota,” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 akabuda akaenda akatakura muchinjikwa wake kunzvimbo inonzi, “Dehenya,” kana kuti, “Gorogota.” MuchiHebheru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 akabuda akaenda akatakura muchinjikwa wake kunzvimbo inonzi, “Dehenya,” kana kuti, “Gorogota.” MuchiHebheru. Viz kapitola |