Johane 18:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Izvi zvakaitika kuti mashoko aakanga ataura azadziswe, okuti: “Handina kurasikirwa nomumwe weava vamakandipa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 kuti shoko, raakareʋa, riitike, rokuti: Handina‐kurashikirwa nomumŋe kunaiʋaʋo ʋamakandipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 kuti shoko, raakareva, riitike, rokuti, “Handina kurasikirwa nomumwe kuna ivavo vamakandipa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Izvi zvaizadzisa zvaakanga ataura achiti, “Pane vamakandipa hapana wandakarasikirwa naye.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Izvi zvaizadzisa zvaakanga ataura achiti, “Pane vamakandipa hapana wandakarasikirwa naye.” Viz kapitola |