Johane 18:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Akapamhazve kuvabvunza achiti, “Ndianiko wamunoda?” Uye ivo vakati, “Jesu weNazareta.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino akaʋabvunza ɀe, aciti: Munotȿaka aniko? Ʋakati: Jesu weNazareta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino akavabvunzazve, achiti, “Munotsvaka aniko?” Vakati, “Jesu weNazareta.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Jesu akavabvunzazve akati, “Ndiani wamuri kutsvaka?” Ivo vakati, “Jesu weNazareti.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Jesu akavabvunzazve akati, “Ndiani wamuri kutsvaka?” Ivo vakati, “Jesu weNazareti.” Viz kapitola |