Johane 17:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Zvino, Baba, ndikudzei pamberi penyu nokukudzwa kwandaiva nako ndinemi nyika isati yavambwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino imi Ƃaɓa, mundikudzei pamberi penyu nokukudzwa kwandaiʋa nako kwamuri, nyika isati yaʋa’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino imi baba, mundikudzei pamberi penyu nokukudzwa kwandaiva nako kwamuri, nyika isati yavapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Zvino Baba chindipaiwo mbiri mberi kwenyu mbiri iya yandaiva nayo ndiinemi pasi pasati pavapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Zvino Baba chindipaiwo mbiri mberi kwenyu mbiri iya yandaiva nayo ndiinemi pasi pasati pavapo. Viz kapitola |