Johane 17:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 “Baba vakarurama, kunyange nyika isingakuziviyi, ini ndinokuzivai, uye ivo vanoziva kuti makandituma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ƃaɓa ʋakarurama, nyika hainakukuziʋai; asi ini ndakakuziʋai; naiʋaʋa ʋakaziʋa kuti makandituma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 “Baba vakarurama, nyika haina kukuzivai; asi ini ndakakuzivai, naivava vakaziva kuti makandituma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Baba makarurama, pasi hapana kukuzivai asi ini ndakakuzivai uye ava vanoziva kuti makandituma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Baba makarurama, pasi hapana kukuzivai asi ini ndakakuzivai uye ava vanoziva kuti makandituma. Viz kapitola |