Johane 17:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Sezvamakandituma munyika, neniwo ndakavatuma munyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Seɀamakandituma panyika imi, saiɀoɀo neni ndakaʋatuma panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Sezvamakandituma panyika imi, saizvozvo neni ndakavatuma panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Sokundituma kwamakaita pasi pano neniwo ndavakuvatuma kupasi pose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Sokundituma kwamakaita pasi pano neniwo ndavakuvatuma kupasi pose. Viz kapitola |