Johane 16:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Kana asvika achapa nyika mhosva pamusoro pechivi napamusoro pokururama nokutongwa: Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Iye kana aȿika, ucaziʋisa nyika pamsoro peɀiʋi, napamsoro pokururama, napamsoro pokutoŋgwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Iye kana asvika achazivisa nyika pamusoro pezvivi, napamusoro pokururama, napamusoro pokutongwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Paanouya achazivisa nyika kuti ine mhosva yechitadzo uye kuti ine mhosva pamafungiro ayo nezvoururami uyewo kuti ine mhosva panezvokutonga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Paanouya achazivisa nyika kuti ine mhosva yechitadzo uye kuti ine mhosva pamafungiro ayo nezvoururami uyewo kuti ine mhosva panezvokutonga. Viz kapitola |