Johane 16:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokuti ndataura zvinhu izvi, mwoyo yenyu yazara neshungu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi ɀino mŋoyo yenyu yafa neshuŋgu ɀandakakuʋudzai iɀi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Asi zvino mwoyo yenyu yafa neshungu zvandakakuudzai izvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi pamusana pokuti ndataura izvi kwamuri masuruvara mwoyo zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi pamusana pokuti ndataura izvi kwamuri masuruvara mwoyo zvikuru. Viz kapitola |