Johane 16:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Zvino tava kuona kuti munoziva zvinhu zvose uye kuti hapana achafanira kuti akubvunzei mibvunzo. Izvi zvinoita kuti titende kuti makabva kuna Mwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino toziʋa, kuti munoziʋa ɀose, hamutȿaki kuti munhu akubvunzei; tinotenda naiɀoɀi kuti makabva kunaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Zvino toziva, kuti munoziva zvose, hamutsvaki kuti munhu akubvunzei; tinotenda izvozvi kuti makabva kuna Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Zvino tava kuziva kuti munoziva zvose uye kuti hamumiriri kuti munhu atange akubvunzai; nezvo tava kutenda kuti makabva kuna Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Zvino tava kuziva kuti munoziva zvose uye kuti hamumiriri kuti munhu atange akubvunzai; nezvo tava kutenda kuti makabva kuna Mwari.” Viz kapitola |