Johane 16:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Achauyisa kukudzwa kwandiri nokutora pane zvangu achizvizivisa kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ucandikudza, nokuti ucatora paneɀaŋgu, akakuparidzai iɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Achandikudza, nokuti achatora pane zvangu achikuparidzai izvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Achandiwanisa mukurumbira achitora zvandinotaura achizvitaura kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Achandiwanisa mukurumbira achitora zvandinotaura achizvitaura kwamuri. Viz kapitola |