Johane 15:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Kana munhu asingagari mandiri, akaita sedavi rakarasirwa kure rikaoma; matavi akadaro anotorwa, okandwa mumoto agopiswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana munhu asiŋgagari mandiri, unorashwa kunze seɗaʋi, ndokuwoma; ʋanoaʋuŋganidza, ndokuakandira mumŋoto, atȿe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Kana munhu asingagari mandiri, anoraswa kunze sedavi, ndokuoma; anounganidzwa, ndokukandirwa mumoto, atsve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana munhu asingagari mandiri akaita sebazi rakadimburwa, rinouna. Mapazi akadai anounganidzwa okandwa mumoto opiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kana munhu asingagari mandiri akaita sebazi rakadimburwa, rinouna. Mapazi akadai anounganidzwa okandwa mumoto opiswa. Viz kapitola |