Johane 15:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Asi uku ndiko kuzadziswa kwezvakanyorwa muMurayiro wavo zvinoti: ‘Vakandivenga pasina chikonzero.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Asi ɀakaitwa, kuti shoko rakanyorwa pamurairo waʋo, riitike, rinoti: Ʋakandiʋeŋga ndisinemhoȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 “Asi zvakaitwa, kuti shoko rakanyorwa mumurayiro wavo, riitike, rinoti, ‘Vakandivenga ndisina mhosva.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Izvi zvinozadzisa zvakanyorwa mumutemo wavo zvokuti, ‘Vakandivenga ini ndisina mhosva.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Izvi zvinozadzisa zvakanyorwa mumutemo wavo zvokuti, ‘Vakandivenga ini ndisina mhosva.’ Viz kapitola |