Online Bible

- Reklamy -




Johane 14:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 asi nyika inofanira kudzidza kuti ndinoda Baba uye kuti ndinoita chaizvo zvandinenge ndarayirwa naBaba vangu. “Uyai zvino; ngatibvei pano.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 asi iɀi ɀinoitika kuti nyika iziʋe kuti ndinoɗa Ƃaɓa, ʋuye kuti seɀandakarairwa naƂaɓa, ndiɀo ɀandinoita. Simukai, ŋgatibve pano.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 asi izvi zvinoitika kuti nyika izive kuti ndinoda baba, uye kuti sezvandakarairwa nababa, ndizvo zvandinoita. Simukai, ngatibve pano.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Asi ini ndinoita zvandakaudzwa naBaba kuti pasi pazive kuti ndinoda Baba. Chisimukai tiende.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Asi ini ndinoita zvandakaudzwa naBaba kuti pasi pazive kuti ndinoda Baba. Chisimukai tiende.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 14:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy