Johane 14:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 “Zvose izvi ndazvitaura ndichinemi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀinhu iɀoɀi ndakakuʋudzai ndicigere nemi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 “Zvinhu izvozvi ndakakuudzai ndichigere nemi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 “Zvinhu izvi ndazvitaura kwamuri ndichinemi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 “Zvinhu izvi ndazvitaura kwamuri ndichinemi. Viz kapitola |