Johane 13:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Akati aenda, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana woMunhu akudzwa uye Mwari akudzwa maari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino wakati aɓuɗa, Jesu akati: Ɀino Mŋanakomana womunhu wakudzwa, naMŋari wakudzwa maari; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Zvino akati abuda, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana akudzwa maari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Pakabuda Judhasi, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana womunhu awaniswa mbiri uye maari Mwari anowaniswa mbiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Pakabuda Judhasi, Jesu akati, “Zvino Mwanakomana womunhu awaniswa mbiri uye maari Mwari anowaniswa mbiri. Viz kapitola |