Online Bible

- Reklamy -




Johane 13:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Zvino zvamava kuziva zvinhu izvi, mucharopafadzwa kana mukazviita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Kana muciɀiziʋa iɀi, makaropafadzwa kana muciɀiita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Kana muchizviziva izvi, makaropafadzwa kana muchizviita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Kana muchiziva zvinhu izvi muchakomborerwa kana mukazviita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 “Kana muchiziva zvinhu izvi muchakomborerwa kana mukazviita.

Viz kapitola kopírovat




Johane 13:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy