Johane 13:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Munondidaidza kuti ‘Mudzidzisi’ uye ndizvozvo chaizvo, nokuti ndizvo zvandiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Munondiidza Mudzidzisi, ʋuye Ishe; munoreʋa ɀakanaka, nokuti ndini iye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Munondiidza Mudzidzisi, uye Ishe; munoreva zvakanaka, nokuti ndini iye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Munonditi Mudzidzisi uye Tenzi; ndizvozvo chaizvo nokuti ndizvozvo zvandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Munonditi Mudzidzisi uye Tenzi; ndizvozvo chaizvo nokuti ndizvozvo zvandiri. Viz kapitola |