Johane 12:50 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Ndinoziva kuti murayiro wavo unotungamirira kuupenyu husingaperi. Saka zvose zvandinoreva ndizvo chaizvo zvandakanzi nditaure naBaba.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Ndinoziʋa kuti murairo waʋo ndibgo ʋupenyu bgusiŋgaperi; naiɀoɀi ɀandinotaura, ndinotaura seɀandakaʋudzwa naƂaɓa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200250 Ndinoziva kuti murayiro wavo ndihwo upenyu husingaperi; naizvozvi zvandinotaura, ndinotaura sezvandakaudzwa nababa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Ndinozivawo kuti mutemo wavo ndiwo upenyu husingaperi, saka zvandinotaura, ndinotaura sokuudzwa kwandakaitwa naBaba.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona50 Ndinozivawo kuti mutemo wavo ndiwo upenyu husingaperi, saka zvandinotaura, ndinotaura sokuudzwa kwandakaitwa naBaba.” Viz kapitola |