Online Bible

- Reklamy -




Johane 12:46 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 Ndakauya panyika sechiedza, kuti kurege kuva nomunhu anotenda mandiri angagara murima.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Ini ndakaʋuya munyika, ndiri ciedza, kuti aninani unotenda kwandiri arege kugara murima.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

46 Ini ndakauya munyika, ndiri chiedza, kuti ani naani anotenda kwandiri arege kugara murima.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Ndakauya sechiedza pasi pano kuti ani naani anotenda mandiri arege kugara murima.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Ndakauya sechiedza pasi pano kuti ani naani anotenda mandiri arege kugara murima.

Viz kapitola kopírovat




Johane 12:46

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy