Johane 12:42 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Asi nenguva imwe cheteyo kunyange vazhinji pakati pavatungamiri vakamutenda. Asi nokuda kwavaFarisi, havana kupupura kutenda kwavo nokuti vaitya kudzingwa musinagoge; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Asi kunyaŋge ɀakaɗaro ʋazhinji ʋaʋaɓati ʋakatenda kwaari; asi ʋakaŋga ʋasiŋgamureʋururi nokuɗa kwaʋaFarise, kuti ʋarege kuɓuɗiswa musinagoge; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Asi kunyange zvakadaro vazhinji vavabati vakatenda kwaari; asi vakanga vasingamureururi nokuda kwavaFarisi, kuti varege kubudiswa musinagoge; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Zvakadaro zvazvo vanhu vazhinji, kunyange vakuru vakuru vakadavira maari. Asi pamusana pokutya vaFarisei havana kugona kuzvidura pachena kuri kutya kuti vangadzingwe muSinagogu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Zvakadaro zvazvo vanhu vazhinji, kunyange vakuru vakuru vakadavira maari. Asi pamusana pokutya vaFarisei havana kugona kuzvidura pachena kuri kutya kuti vangadzingwe muSinagogu. Viz kapitola |