Johane 12:36 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Vimbai nechiedza muchinacho, kuti mugova vanakomana vechiedza.” Akati apedza kutaura zvinhu izvi, Jesu akabvapo akazvivanza kwavari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Mucineciedza, tendai kuciedza, mugoitwa ʋana ʋeciedza. Jesu wakareʋa iɀoɀi, akabva, akaɀiʋanza kwaʋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 “Muchine chiedza, tendai kuchiedza, mugoitwa vana vechiedza.” Jesu akareva izvozvi, akabva, akazvivanza kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Muchine mwenje kudai tendai mumwenje kuti muve vana vechiedza.” Jesu paakapedza kutaura izvi akabva akandozvivanza kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Muchine mwenje kudai tendai mumwenje kuti muve vana vechiedza.” Jesu paakapedza kutaura izvi akabva akandozvivanza kwavari. Viz kapitola |