Johane 12:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Asi ini, pandinenge ndasimudzwa kubva panyika ino, ndichakwevera vanhu vose kwandiri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Neni, kana ndasimudzwa panyika, ndicakweʋera ʋose kwandiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Neni, kana ndasimudzwa panyika, ndichakwevera vose kwandiri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Iniwo kana ndarembedzwa pamusoro payo nyika, ndichakwezvera vanhu vose kwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Iniwo kana ndarembedzwa pamusoro payo nyika, ndichakwezvera vanhu vose kwandiri. Viz kapitola |