Johane 12:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Zvino ndiyo nguva yokutongwa kwenyika ino; zvino muchinda wenyika ino achadzingwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino kutoŋgwa kwenyika ino kwaʋa’po, ɀino mucinda wenyika ino ucadziŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Zvino kutongwa kwenyika ino kwavapo, zvino muchinda wenyika ino achadzingwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Zvino kutongwa kwapasi pano kwasvika. Zvino mutongi wapasi pano ava kudzingirwa kunze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Zvino kutongwa kwapasi pano kwasvika. Zvino mutongi wapasi pano ava kudzingirwa kunze. Viz kapitola |