Johane 12:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Jesu akapindura akati, “Nguva yasvika yokuti Mwanakomana woMunhu akudzwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Jesu akaʋapindura, akati: Ŋguʋa yaȿika, kuti Mŋanakomana womunhu akudzwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Jesu akavapindura, akati, “Nguva yasvika, kuti Mwanakomana womunhu akudzwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Jesu akavapindura achiti, “Nguva yasvika yokuti Mwanakomana womunhu zvino achiwana mukurumbira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Jesu akavapindura achiti, “Nguva yasvika yokuti Mwanakomana womunhu zvino achiwana mukurumbira. Viz kapitola |