Johane 12:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 nokuti nokuda kwake, vaJudha vazhinji vakanga vava kubva kwavari vachiisa kutenda kwavo kuna Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 nokuti nokuɗa kwake ʋaJuda ʋazhinji ʋakaŋga ʋacibva kwaʋari, ʋacitenda kunaJesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 nokuti nokuda kwake vaJudha vazhinji vakanga vachibva kwavari, vachitenda kuna Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Chikonzero chacho chiri chokuti nokuda kwake vaJudha vazhinji vakanga vavakubva vachinotenda muna Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Chikonzero chacho chiri chokuti nokuda kwake vaJudha vazhinji vakanga vavakubva vachinotenda muna Jesu. Viz kapitola |