Johane 12:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Saka vaprista vakuru vakaronga kuurayawo naRazaro, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi ʋaprista ʋakuru ʋakaraŋgana kuti ʋaʋuraye naRazaro ʋo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Asi vapristi vakuru vakarangana kuti vauraye naRazarowo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Naizvozvo vapristi vakuru vakarangana kuurayawo Razaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Naizvozvo vapristi vakuru vakarangana kuurayawo Razaro. Viz kapitola |