Johane 11:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo akati kuvadzidzi vake, “Ngatidzokerei kuJudhea.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Shure kwaiɀoɀo akati kuʋadzidzi ʋake: Hendei ɀe Judea. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Shure kwaizvozvo akati kuvadzidzi vake, “Hendeizve Judhea.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mushure maizvozvi akati kuna vadzidzi, “Handei zvakare kuJudhea.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mushure maizvozvi akati kuna vadzidzi, “Handei zvakare kuJudhea.” Viz kapitola |